Genesi 15:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Abhuramu akandotora izvozvo zvose ndokuuya nazvo kuna Mwari. Akatsemura dzose napakati, ndokuisa mapandi emhuka imwe neimwe pasi akatarisana. Asi shiri haana kudzitsemura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akandomutorera iɀoɀo ɀose, akaɀipamura napakati, akagadzika rumŋe rutiʋi rwakatarisana norumŋe; asi shiri haanakudzipamura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Akandomutorera izvozvo zvose, akazvipamura napakati, akagadzika rumwe rutivi rwakatarisana norumwe; asi shiri haana kudzipamura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Abhuramu akandotora izvozvo zvose ndokuuya nazvo kuna Mwari. Akatsemura dzose napakati, ndokuisa mapandi emhuka imwe neimwe pasi akatarisana. Asi shiri haana kudzitsemura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Abhurama akauyisa zvose izvi kwaari, akazvigura napakati uye akaronga hafu dzacho dzakatarisana; asi shiri haana kudzipamura napakati. Viz kapitola |