Genesi 14:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi Abhuramu akapindura mambo weSodhomu achiti, “Ndakapika naTenzi Mwari Wokumusorosoro Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Abrama akati kunamambo weSodoma: Ndakasimudzira ruʋoko rwaŋgu kunaJehova, Mŋari woKuɗeŋga‐ɗeŋga, muridzi wokuɗeŋga napasi, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Abhuramu akati kuna mambo weSodhomu, “Ndakasimudzira ruoko rwangu kuna Jehovha, Mwari woKudenga-denga, muridzi wokudenga napasi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi Abhuramu akapindura mambo weSodhomu achiti, “Ndakapika naTenzi Mwari Wokumusorosoro Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Asi Abhurama akati kuna mambo weSodhomu, “Ndakasimudzira ruoko rwangu kuna Jehovha, Mwari Wokumusoro-soro, Musiki wedenga napasi, uye ndakaita mhiko Viz kapitola |