Online Bible

- Reklamy -




Genesi 12:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Abhuramu paakasvika kuIjipiti, vaIjipiti vakaona kuti mukadzi wacho akanga akanaka kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino Abrama aciȿika Egipita, ʋaEgipita ʋakaʋona mukadzi kuti wakanaka kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino Abhuramu achisvika Ijipiti, vaIjipiti vakaona mukadzi kuti wakanaka kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Abhuramu paakasvika kuIjipiti, vaIjipiti vakaona kuti mukadzi wacho akanga akanaka kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Abhurama akati asvika kuIjipiti, vaIjipita vakaona kuti akanga ane mukadzi akanaka kwazvo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 12:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy