Genesi 12:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Kuzoti ava kusvika Ijipiti, Abhuramu akafanotaurira mudzimai wake Sarai achiti, “Iwe uri mukadzi akanaka kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino wakati oɗa kupinda Egipita, akati kunaSarai, mukadzi wake: Tarira, ndinoziʋa kuti uri mukadzi wakanaka paciso cako; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino wakati oda kupinda Ijipiti, akati kuna Sarai, mukadzi wake, “Tarira, ndinoziva kuti uri mukadzi wakanaka pachiso chako; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kuzoti ava kusvika Ijipiti, Abhuramu akafanotaurira mudzimai wake Sarai achiti, “Iwe uri mukadzi akanaka kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Paakanga oda kupinda muIjipiti, akati kumukadzi wake, Sarai, “Ndinoziva kuti uri mukadzi akanakisa. Viz kapitola |