Online Bible

- Reklamy -

Genesi 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Tenzi akati, “Onai vanhu ava vose vanongova rudzi rwumwechete uye vose vanotaura mutauro mumwechete. Idzi imviromviro chete dzezvavachaita. Hakuna chichavatadzisa kuita chinhu chose chose chavanofunga kuita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Jehova akati: Tarirai, ʋanhu aʋa ndiʋamŋe, ʋanorurimi rumŋe ʋose; ɀino ndiɀo ɀaʋanotaŋga kuita; ɀino hakucinecinhu caʋaŋgaɗa kuita caʋaŋgadziʋiswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Jehovha akati, “Tarirai, vanhu ava ndivamwe, vanorurimi rumwe vose; zvino ndizvo zvavanotanga kuita; zvino hakuchina chinhu chavangada kuita chavangadziviswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Tenzi akati, “Onai vanhu ava vose vanongova rudzi rwumwechete uye vose vanotaura mutauro mumwechete. Idzi imviromviro chete dzezvavachaita. Hakuna chichavatadzisa kuita chinhu chose chose chavanofunga kuita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Jehovha akati, “Kana vanhu ava vava somunhu mumwe, vachitaura rurimi rumwe chete, vakatanga kuita izvi, zvino hapana chinhu chavanoronga kuti vachiite chichavaomera.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 11:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy