Online Bible

- Reklamy -




Genesi 11:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Harani akafa baba vake vasati vafa, akafira kunyika kwaakaberekerwa muguta reUru kunyika yevaKaradhia.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Harani akafa, ɓaɓa ʋake Tera ʋaciri ʋapenyu, panyika yokuɓerekwa kwake, paUri yaʋaKardia.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Harani akafa, baba vake Tera vachiri vapenyu, panyika yokuberekwa kwake, paUri yavaKaradhea.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Harani akafa baba vake vasati vafa, akafira kunyika kwaakaberekerwa muguta reUru kunyika yevaKaradhia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Baba vake Tera vachiri vapenyu Harani akafira muUri ravaKaradhea, munyika yaakaberekerwa,

Viz kapitola kopírovat




Genesi 11:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy