Online Bible

- Reklamy -




Genesi 10:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Nyika yavakanga vagere yaibvira kuMesha ichinanga nokuSefari kugomo rokumabvazuva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Kwaʋakagara ndiko: Kubva paMesha, kuenda Sefari, kugomo rokumabvazuʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Kwavakagara ndiko: kubva paMesha, kuenda Sefari, kugomo rokumabvazuva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Nyika yavakanga vagere yaibvira kuMesha ichinanga nokuSefari kugomo rokumabvazuva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 (Dunhu ravaigara raibvira kuMesha rakananga kuSefari, kunyika yezvikomo yokumabvazuva.)

Viz kapitola kopírovat




Genesi 10:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy