Online Bible

- Reklamy -




Genesi 10:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Ebheru akabereka vanakomana vake vaviri, mumwe ndiPeregi nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamuraniswa. Munun'una wake ainzi Jokitani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Eberi akaɓerekerwa ʋanakomana ʋaʋiri, zita romumŋe rakaŋga riri Peregi, nokuti pamazuʋa ake nyika yakakamurwa; zita romunuŋuna wake rakaŋga riri Joktani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Ebheru akaberekerwa vanakomana vaviri, zita romumwe rakanga riri Peregi, nokuti pamazuva ake nyika yakakamurwa; zita romun'una wake rakanga riri Jokitani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Ebheru akabereka vanakomana vake vaviri, mumwe ndiPeregi nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamuraniswa. Munun'una wake ainzi Jokitani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Ebheri akaberekerwa vanakomana vaviri: Mumwe ainzi Peregi, nokuti pamazuva ake nyika yakakamurwa; zita romununʼuna wake rainzi Jokitani.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 10:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy