Genesi 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwari akatumidza ziendanakuenda riya kuti denga. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechipiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mŋari akatumidza nɀimbo, akati Ƌeŋga. Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa repiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Mwari akatumidza nzvimbo, akati Denga. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva repiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari akatumidza ziendanakuenda riya kuti denga. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechipiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mwari akatumidza nzvimbo iyi kuti “denga.” Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rechipiri. Viz kapitola |