Genesi 1:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Mwari akasika munhu akamufananidza naiye pachake, akavasika vari munhurume nomunhukadzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Mŋari akasika munhu nomufananidzo wake, akamusika nomufananidzo waMŋari; akaʋasika murume nomukadzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Mwari akasika munhu nomufananidzo waMwari; akavasika murume nomukadzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mwari akasika munhu akamufananidza naiye pachake, akavasika vari munhurume nomunhukadzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Saka Mwari akasika munhu nomufananidzo wake, akamusika mumufananidzo waMwari; akavasika murume nomukadzi. Viz kapitola |