Genesi 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Mwari akazviisa muziendanakuenda romudenga kuti zvivhenekere nyika, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mŋari akaɀiisa pasi penɀimbo yeɗeŋga, kuti ɀivenekere panyika, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mwari akazviisa pasi penzvimbo yedenga, kuti zvivhenekere panyika, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mwari akazviisa muziendanakuenda romudenga kuti zvivhenekere nyika, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mwari akazviisa munzvimbo yedenga kuti zvivhenekere panyika, Viz kapitola |