Genesi 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Mwari akatumidza pasi pakaoma kuti nyika. Mvura iya yakanga yaungana akaitumidza kuti makungwa. Mwari akaona kuti zvakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mŋari akatumidza pasi pakawoma, akati Nyika; nemvura yakaʋuŋgana akaitumidza, akati Makuŋgwa; Mŋari akaʋona kuti ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Mwari akatumidza pasi pakaoma, akati Nyika; nemvura yakaungana akaitumidza, akati Makungwa; Mwari akaona kuti zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwari akatumidza pasi pakaoma kuti nyika. Mvura iya yakanga yaungana akaitumidza kuti makungwa. Mwari akaona kuti zvakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mwari akatumidza pasi pakaoma kuti, “nyika,” uye mvura yakaungana akaiti “makungwa.” Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka. Viz kapitola |