Firemoni 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 nokuti ndakawana rufaro rwakawanda nokusimbaradzwa zvichibva murudo rwako, iwe hama yangu nokuti wakaita kuti mwoyo yavanhu vaMwari ifaranuke. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 nokuti ndakaŋga ndinomufaro mukuru nokunyaradzwa nokuɗa kworuɗo rwako, nokuti mŋoyo yaʋatȿene yakazorodzwa newe, hama yaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 nokuti ndakanga ndinomufaro mukuru nokunyaradzwa nokuda kworudo rwako, nokuti mwoyo yavatsvene yakazorodzwa newe, hama yangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti ndakawana rufaro rwakawanda nokusimbaradzwa zvichibva murudo rwako, iwe hama yangu nokuti wakaita kuti mwoyo yavanhu vaMwari ifaranuke. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Rudo rwako rwakandipa mufaro mukuru nokukurudzirwa, nokuti iwe, hama yangu, wakazorodza mwoyo yavatsvene. Viz kapitola |