Online Bible

- Reklamy -




Firemoni 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ndinokuteterera ndichikumbirira mwana wangu Onesimo wandakabereka muusungwa hwangu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ndinokumbira ɀikuru kwauri pamsoro pomŋana waŋgu, wandakaɓereka pakusuŋgwa kwaŋgu, Onesimo,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Ndinokumbira zvikuru kwauri pamusoro pomwana wangu, wandakabereka pakusungwa kwangu, Onesimo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ndinokuteterera ndichikumbirira mwana wangu Onesimo wandakabereka muusungwa hwangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 ndinokumbira kwauri pamusoro pomwanakomana wangu Onesimasi, akava mwanakomana wangu pakusungwa kwangu.

Viz kapitola kopírovat




Firemoni 1:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy