Online Bible

- Reklamy -

Ezira 10:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Varume vose vokwaJudha nevokwaBhenjamini vakaungana kuJerusaremu mumazuva matatu uri mwedzi wechipfumbamwe musi wechimakumi maviri womwedzi iwoyo. Vanhu vose vakaungana munhandare yepamusuo wemba yaMwari vachidedera kutya nyaya iyoyi uyewo pamusana pemvura zhinji yainaya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo ʋarume ʋose ʋaJuda naBenjamini ʋakaʋuŋgana paJerusarema mazuʋa matatu agere kupera; wakaŋga uri mŋedzi wepfumbamŋe, nezuʋa ramakumi maʋiri romŋedzi; ʋanhu ʋose ʋakagara paɗare pamberi peimba yaMŋari, ʋacibvunda pamsoro peshoko iro napamsoro pemvura zhinji yainaya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo varume vose vaJudha naBhenjamini vakaungana paJerusaremu mazuva matatu agere kupera; wakanga uri mwedzi wepfumbamwe, nezuva ramakumi maviri romwedzi; vanhu vose vakagara padare pamberi peimba yaMwari, vachibvunda pamusoro peshoko iro napamusoro pemvura zhinji yainaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Varume vose vokwaJudha nevokwaBhenjamini vakaungana kuJerusaremu mumazuva matatu uri mwedzi wechipfumbamwe musi wechimakumi maviri womwedzi iwoyo. Vanhu vose vakaungana munhandare yepamusuo wemba yaMwari vachidedera kutya nyaya iyoyi uyewo pamusana pemvura zhinji yainaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Mukati mamazuva matatu, varume vose veJudha neBhenjamini vakanga vaungana muJerusarema. Uye pazuva ramakumi maviri romwedzi wechinomwe, vanhu vose vakagara pachivara pamberi peimba yaMwari, vakasuwa zvikuru nokuda kwechiitiko ichi uye nokuda kwemvura yakanga ichinaya.

Viz kapitola kopírovat

Ezira 10:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy