Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 9:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Ndokubva avati, “N'oresai imba iyi muzadze nhandare dzacho navanhu vanenge vaurayiwa. Chiendai!” Saizvozvo vakaenda kundouraya vanhu muguta.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Akati kwaʋari: Ȿiɓisai imba, muzadze maʋazhe naʋakaʋurawa; ciɓuɗai. Ʋakaɓuɗa, ʋakaʋuraya muguta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Akati kwavari, “Svibisai imba, muzadze mavanze navakaurawa; chibudai.” Vakabuda, vakauraya muguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ndokubva avati, “N'oresai imba iyi muzadze nhandare dzacho navanhu vanenge vaurayiwa. Chiendai!” Saizvozvo vakaenda kundouraya vanhu muguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo akati kwavari, “Svibisai temberi muzadze mavazhe navakaurayiwa. Endai!” Naizvozvo vakaenda vakatanga kuuraya muguta rose.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 9:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy