Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 9:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Ipapo Tenzi akati kwaari, “Enda nomuguta, nomuJerusaremu uise rupao pahuma dzavanhu vanodemba vachidunura pamusana pezvinhu zvose zvinosemesa zviri, kuitwa mariri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Jehova akati kwaari: Pfuʋura napakati peguta, napakati peJerusarema, uise ciratidzo pahuma dzaʋanhu ʋanogomera nokucema pamsoro peɀinonyaŋgadza ɀose ɀinoitwa mukati maro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Jehovha akati kwaari, “Pfuura napakati peguta, napakati peJerusaremu, uise chiratidzo pahuma dzavanhu vanogomera nokuchema pamusoro pezvinonyangadza zvose zvinoita mukati maro.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Ipapo Tenzi akati kwaari, “Enda nomuguta, nomuJerusaremu uise rupao pahuma dzavanhu vanodemba vachidunura pamusana pezvinhu zvose zvinosemesa zviri, kuitwa mariri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 akati kwaari, “Pfuura nomuguta rose reJerusarema uye uise munembo pahuma dzavaya vanotsutsumwa navanochema pamusoro pezvinhu zvinonyangadza zvinoitwa mariri.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 9:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy