Ezekieri 8:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu, uri kuona here zvavari kuita izvi zvinondisemesa kwazvo zviri kuitwa muno nemba yaIsiraeri? Vari kuzviitira here kuti vanditandanisire kure neNzvimbo yangu Inoera? Uchatoona zvinosemesa kwazvo kupinda izvozvi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, unoʋona ɀaʋanoita here? Iɀo ɀinonyaŋgadza ɀikuru ɀinoitwa pano neimba yaIsraeri, kuti ini ndibve ndiende kure nenɀimbo yaŋgu tȿene here? Asi ucaʋona ɀe ɀimŋe ɀinonyaŋgadza ɀikuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, unoona zvavanoita here? Izvo zvinonyangadza zvikuru zvinoitwa pano neimba yaIsiraeri, kuti ini ndibve ndiende kure nenzvimbo yangu tsvene here? Asi uchaonazve zvimwe zvinonyangadza zvikuru.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu, uri kuona here zvavari kuita izvi zvinondisemesa kwazvo zviri kuitwa muno nemba yaIsiraeri? Vari kuzviitira here kuti vanditandanisire kure neNzvimbo yangu Inoera? Uchatoona zvinosemesa kwazvo kupinda izvozvi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uye akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, unoona zvavari kuita here, izvo zvinhu zvinonyangadza chose zvinoitwa neimba yaIsraeri pano, zvinhu zvichandiisa kure neimba yangu tsvene? Asika, uchaona zvimwe zvinhu zvinonyangadza kwazvo.” Viz kapitola |