Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 8:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Akati kwandiri, “Wazviona here izvi nhai iwe mwanakomana womunhu? Uchaona zvimwe zvinosemesesa zvakakura kupinda izvi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino akati kwandiri: Waɀiʋona here, iwe mŋanakomana womunhu? Ucaʋona ɀimŋe ɀinonyaŋgadza ɀinopfuʋura iɀi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino akati kwandiri, “Wazviona here, iwe Mwanakomana womunhu? Uchaona zvimwe zvinonyangadza zvinopfuura izvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Akati kwandiri, “Wazviona here izvi nhai iwe mwanakomana womunhu? Uchaona zvimwe zvinosemesesa zvakakura kupinda izvi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Akati kwandiri, “Unoona here izvi, mwanakomana womunhu? Uchaona zvinhu zvakatonyanya kuipa kupfuura izvi.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 8:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy