Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Akatiwo kwandiri, “Uchatoonawo zvimwe zvinosemesa zvakakurisa zvavanoita.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Akati ʋo kwandiri: Ucaʋona ɀe ɀimŋe ɀinonyaŋgadza ɀikuru ɀaʋanoita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Akatiwo kwandiri, “Uchaonazve zvimwe zvinonyangadza zvikuru zvavanoita.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Akatiwo kwandiri, “Uchatoonawo zvimwe zvinosemesa zvakakurisa zvavanoita.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Akatizve, “Uchavaona vachiita zvinhu zvinonyangadza kupfuura izvi.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 8:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy