Ezekieri 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Iye akabva anditi, “Iwe mwanakomana womunhu waona here zviri kuitwa murima navakuru vakuru vemba yaIsiraeri, munhu oga oga ari mumba make memifananidzo? Chiripo ndechokuti vari kutozviti, ‘Tenzi haatione, Tenzi akafuratira nyika ino.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, waʋona here ɀinoitwa naʋakuru ʋeimba yaIsraeri murima, mumŋe nomumŋe mukamuri yake yemifananidzo? Nokuti ʋanoti: Jehova haatiʋoni; Jehova wakabva panyika ino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, waona here zvinoitwa navakuru veimba yaIsiraeri murima, mumwe nomumwe mukamuri yake yemifananidzo? Nokuti vanoti, ‘Jehovha haationi; Jehovha akabva panyika ino.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Iye akabva anditi, “Iwe mwanakomana womunhu waona here zviri kuitwa murima navakuru vakuru vemba yaIsiraeri, munhu oga oga ari mumba make memifananidzo? Chiripo ndechokuti vari kutozviti, ‘Tenzi haatione, Tenzi akafuratira nyika ino.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Iye akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, waona here zvinoitwa navakuru veimba yaIsraeri murima, mumwe nomumwe pashongwe yechifananidzo chake? Vanoti, ‘Jehovha haationi, Jehovha akaramba nyika.’ ” Viz kapitola |