Ezekieri 7:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuparara kwauya, kwauya kuparara kwakumukirai! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kuguma kwaȿika, kuguma kwaȿika; kunokumukira maŋgwanani; tarirai, kwaȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kuguma kwasvika, kuguma kwasvika; kunokumukira mangwanani; tarirai, kwasvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuparara kwauya, kwauya kuparara kwakumukirai! Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Kuguma kwasvika! Kuguma kwasvika! Kwamuka kuti kuzokurwisai. Kwauya! Viz kapitola |