Ezekieri 7:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvanzi naTenzi Mwari, “Nhamo dzichavirikana. Heyo nhamo youya! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀanzi naShe Jehova: Njodzi, njodzi imŋe cete, tarirai, inoʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Njodzi, njodzi imwechete, tarirai, inouya.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvanzi naTenzi Mwari, “Nhamo dzichavirikana. Heyo nhamo youya! Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Zvanzi naIshe Jehovha: Njodzi! Njodzi isina kumbonzwikwa nezvayo iri kuuya! Viz kapitola |