Ezekieri 7:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Mambo achachema nhamo, jinda rozanga kuora mwoyo uye vanhu munyika varukutiswa maoko nokutya. Ndichavaitira zvinofambirana nokuita kwavo uye ndichavatonga nekatongero kavo. Ipapo ndipo pavachazoziva kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Mambo ucacema, mucinda ucafuka kuparadza, namaʋoko aʋanhu ʋenyika acakaŋganiswa; ndicaʋaitira ɀakafanira nzira dzaʋo, ndicaʋatoŋga seɀaʋakafanira; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Mambo achachema, muchinda achafuka kuparadza, namaoko avanhu venyika achakanganiswa; ndichavaitira zvakafanira nzira dzavo, ndichavatonga sezvavakafanira; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mambo achachema nhamo, jinda rozanga kuora mwoyo uye vanhu munyika varukutiswa maoko nokutya. Ndichavaitira zvinofambirana nokuita kwavo uye ndichavatonga nekatongero kavo. Ipapo ndipo pavachazoziva kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mambo achachema, muchinda achafukidzwa nokuora mwoyo, uye maoko avanhu vomunyika achadedera. Ndichavaitira zvakafanira mafambiro avo, uye ndichavatonga nemitemo yavo. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitola |