Ezekieri 7:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Ndichavafuratira kuitira kuti vanhu vagon'oresa nzvimbo yangu yakakosha. Makororo achapindamo vagoin'oresa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ndicaramba ʋo kuʋatarira neciso caŋgu, ʋacaȿiɓisa fuma yaŋgu; mbava dzicapinda’mo, dziciiȿiɓisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Ndicharambawo kuvatarira nechiso changu, vachasvibisa pfuma yangu; mbavha dzichapindamo, dzichiisvibisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ndichavafuratira kuitira kuti vanhu vagon'oresa nzvimbo yangu yakakosha. Makororo achapindamo vagoin'oresa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ndichavafuratira uye vachasvibisa nzvimbo yangu inokosha; mbavha dzichapinda mairi dzigoisvibisa. Viz kapitola |