Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Vava kupfeka masaga; kutya kwavabata. Vose uso, dzangova nyadzi dzoga, misoro yose, yangova miparavara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ʋacaɀisuŋga ɀiʋuno namasaga, ʋacafukidzwa nokutya kukuru, kunyara kucaʋa paɀiso ɀose, nemhazha pamisoro yaʋo yose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Vachazvisunga zviuno namasaga, vachafukidzwa nokutya kukuru, kunyara kuchava pazviso zvose, nemhanza pamisoro yavo yose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Vava kupfeka masaga; kutya kwavabata. Vose uso, dzangova nyadzi dzoga, misoro yose, yangova miparavara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Vachafuka nguo dzamasaga uye vachafukidzwa nokutya. Zviso zvavo zvichafukidzwa nenyadzi uye misoro yavo ichaveurwa.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 7:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy