Ezekieri 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Varidza bhosvo vakaita kuti vose vagadzirire. Asi hapana ari kusumuka kuenda kuhondo nokuti hasha dzangu dzavirukira gungano ravo rose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakaridza hwamanda, ʋakagadzira ɀose, asi hakunaunoenda kundorwa; nokuti kutsamŋa kwaŋgu kuri pamsoro paʋazhinji ʋose ʋenyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vakaridza hwamanda, vakagadzira zvose asi hakuna anoenda kundorwa; nokuti kutsamwa kwangu kuri pamusoro pavazhinji vose venyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Varidza bhosvo vakaita kuti vose vagadzirire. Asi hapana ari kusumuka kuenda kuhondo nokuti hasha dzangu dzavirukira gungano ravo rose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Kunyange vakaridza hwamanda uye vakagadzirira zvose, hapana achaenda kuhondo, nokuti hasha dzangu dziri pamusoro pavazhinji vose. Viz kapitola |