Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 7:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Chiripo ndechokuti mutengesi haasi kuzodzokera kune zvaakatengesa zviya vachiri vapenyu nokuti hasha dzawira gungano ravo rose hadzisi kudzokera shure uye pamusana pouipi hwake, munhu haakwanise kuzviponesa upenyu hwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Nokuti muteŋgesi haaŋgadzokeri kunecakateŋgeswa, kunyaŋge ʋaciri ʋapenyu; nokuti ɀakaʋonekwa pamsoro paʋazhinji ʋose ʋenyika haɀiŋgadzoswi; hakuna‐uŋgaɀisimbisa neɀakaipa ɀiri pamugarire wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Nokuti mutengesi haangadzokeri kune chakatengeswa, kunyange vachiri vapenyu; nokuti zvakaonekwa pamusoro pavazhinji vose venyika hazvingadzoswi; hakuna angazvisimbisa nezvakaipa zviri pamugariro wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Chiripo ndechokuti mutengesi haasi kuzodzokera kune zvaakatengesa zviya vachiri vapenyu nokuti hasha dzawira gungano ravo rose hadzisi kudzokera shure uye pamusana pouipi hwake, munhu haakwanise kuzviponesa upenyu hwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Mutengesi haangadzorerwi nyika yaakanga atengesa kana vose vari vaviri vachiri vapenyu, nokuti chiratidzo chakaonekwa pamusoro pavazhinji vose chichazozadziswa. Nokuda kwezvivi zvavo, hakuna kana mumwe wavo achachengetedza upenyu hwake.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 7:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy