Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 7:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Nguva iya yauya, zuva riya raswedera. Mutengi ngaarege hake kupembera kufara kunyange iye mutengesiwo kuchema nhamo nokuti hasha dzavirukira gungano ravo rose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ŋguʋa yaȿika, zuʋa raʋa pedyo; muteŋgi ŋgaarege kufara, muteŋgesi ŋgaarege kucema; nokuti kutsamŋa kuri pamsoro paʋanhu ʋose ʋenyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Nguva yasvika, zuva rava pedyo; mutengi ngaarege kufara, mutengesi ngaarege kuchema; nokuti kutsamwa kuri pamusoro pavanhu vose venyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Nguva iya yauya, zuva riya raswedera. Mutengi ngaarege hake kupembera kufara kunyange iye mutengesiwo kuchema nhamo nokuti hasha dzavirukira gungano ravo rose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Nguva yauya, zuva rasvika. Mutengi ngaarege kufara uye mutengesi ngaarege kusuwa, nokuti hasha dziri pamusoro pavazhinji vose.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 7:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy