Ezekieri 7:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Utsinye hwakura kutoitawo kamuitiro chaiko kouipi. Hakuna nomumwe wavo achasara kana zvinhu zvavo zvakawanda kunyange upfumi hwavo kana kuzovawo nembiri pakati pavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kuita nesimba kwamuka, kwaita shamhu yeɀakashata; hakunacicasara kwaʋari, kana paʋanhu ʋaʋo ʋazhinji, kana pafuma yaʋo; hakuŋgaʋi necinhu cakanaka pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Kuita nesimba kwamuka, kwaita shamhu yezvakashata; hakuna chichasara kwavari, kana pavanhu vavo vazhinji, kana papfuma yavo; hakungavi nechinhu chakanaka pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Utsinye hwakura kutoitawo kamuitiro chaiko kouipi. Hakuna nomumwe wavo achasara kana zvinhu zvavo zvakawanda kunyange upfumi hwavo kana kuzovawo nembiri pakati pavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kuita nechisimba kwakura kukava shamhu yokuranga zvakaipa; hakuna mumwe wavanhu ava achasara, hakuna pavazhinji vavo ivavo, kana pfuma kana chinokosha. Viz kapitola |