Ezekieri 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Hero zuva riya, hero rouya! Kuparara kwako kwasvika! Kushaya ruenzaniso kwapfumvudza, kuzvikudza kwatumbuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Tarirai zuʋa, tarirai roȿika; dzoro rako raɓuɗa; shamhu yatumbuka, kuɀikudza kwaɓukira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Tarirai zuva, tarirai rosvika; dzoro rako rabuda; shamhu yatumbuka, kuzvikudza kwabukira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Hero zuva riya, hero rouya! Kuparara kwako kwasvika! Kushaya ruenzaniso kwapfumvudza, kuzvikudza kwatumbuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Zuva rasvika! Rauya! Kuparadzwa kwabuda, shamhu yabukira, kuzvikudza kwatumbuka! Viz kapitola |