Ezekieri 6:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Vanhu vanenge vaurayiwa pakati penyu vachati rakata. Ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakaʋurawa ʋacawira pasi pakati penyu, nemi mucaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Vakaurawa vachawira pasi pakati penyu, nemi muchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vanhu vanenge vaurayiwa pakati penyu vachati rakata. Ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vanhu venyu vachawira pasi ivo vaurayiwa pakati penyu, uye muchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitola |