Ezekieri 5:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndizvozvo, vabereki vachadya vana vavo mukati menyu navanawo vachidya vabereki vavo ndoita zvandakatema kuita pamuri; kuwana vanenge vangopunyuka ndichavamwararisa kumativi ose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Naiɀoɀo madziɓaɓa acadya ʋanakomana ʋaʋo mukati mako, naʋanakomana ʋacadya madziɓaɓa aʋo; ndicakuitira ɀandakatoŋga, ndicaparadzira ʋakasara ʋako kumhepo dzose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Naizvozvo madzibaba achadya vanakomana vavo mukati mako, navanakomana vachadya madzibaba avo; ndichakuitira zvandakatonga, ndichaparadzira vakasara vako kumhepo dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndizvozvo, vabereki vachadya vana vavo mukati menyu navanawo vachidya vabereki vavo ndoita zvandakatema kuita pamuri; kuwana vanenge vangopunyuka ndichavamwararisa kumativi ose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Naizvozvo pakati pako madzibaba vachadya vana vavo, uye vana vachadya madzibaba avo. Ndichakuranga uye ndichaparadzira vakasara vako vose kumhepo zhinji. Viz kapitola |