Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 48:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Dunhu ramuchatsaurira Tenzi rinofanira kuita makiromita gumi namaviri ane hafu kureba, kufara kwacho kuchiita gumi ramakiromita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Cipo camunofanira kuʋigira Jehova cinofanira kuita tsaŋga dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu pakureɓa, ʋuye tsaŋga dzineɀuru ɀinegumi paʋupamhi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Chipo chamunofanira kuvigira Jehovha chinofanira kuita tsanga dzine zviuru zvina makumi maviri nezvishanu pakureba, uye tsanga dzine zviuru zvine gumi pahupamhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Dunhu ramuchatsaurira Tenzi rinofanira kuita makiromita gumi namaviri ane hafu kureba, kufara kwacho kuchiita gumi ramakiromita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Mugove wakatsaurwa wamunofanira kupa kuna Jehovha unofanira kureba makubhiti zviuru makumi maviri nezvishanu, nezviuru gumi paupamhi.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 48:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy