Ezekieri 48:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Dzinza rokwaRubheni mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kudzamara kumavirira wakabatana nenyika yokwaEfuremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Pamuganho waEfraimi, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waRubeni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Pamuganho waEfuremu, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waRubheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Dzinza rokwaRubheni mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kudzamara kumavirira wakabatana nenyika yokwaEfuremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Rubheni achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaEfuremu kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira. Viz kapitola |