Ezekieri 48:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Kwouyawo kumaodzanyemba, kwacho kunenge kuchisvika makiromita maviri ana mazana maviri emamita ane mamita makumi mashanu kuve nemisuo mikuru mitatu inoti, Suo Guru rokwaSimioni neSuo Guru rokwaIsakari neSuo Guru rokwaZebhuruni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Kurutiʋi rwezasi, tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu pakuyerwa kwaɀo, namasuʋo matatu, anoti: Suʋo raSimeoni, rimŋe, suʋo raIsakari, rimŋe, ʋuye suʋo raZeburuni, rimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Kurutivi rwezasi, tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu pakuyerwa kwazvo, namasuo matatu, anoti: Suo raSimeoni, rimwe, suo raIsakari, rimwe, uye suo raZebhuruni, rimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kwouyawo kumaodzanyemba, kwacho kunenge kuchisvika makiromita maviri ana mazana maviri emamita ane mamita makumi mashanu kuve nemisuo mikuru mitatu inoti, Suo Guru rokwaSimioni neSuo Guru rokwaIsakari neSuo Guru rokwaZebhuruni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Kurutivi rwezasi, kuna makubhiti zviuru zvina zvina mazana mashanu pakureba, masuo matatu achamira sezvizvi: suo raSimeoni, suo raIsakari nesuo raZebhuruni. Viz kapitola |