Ezekieri 48:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Kwouya kumabvazuva kuchange kuchiita makiromita maviri ana mamita mazana maviri namakumi mashanu, ngakuve nemisuo mikuru mitatu inoti Suo Guru rokwaJosefi neSuo Guru rokwaBhenjamini neSuo Guru rokwaDhani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kurutiʋi rwamabvazuʋa, tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu, namasuʋo matatu, anoti: Suʋo raJosefa, rimŋe, suʋo raBenjamini, rimŋe, ʋuye suʋo raDani, rimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Kurutivi rwamabvazuva, tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu, namasuo matatu, anoti: Suo raJosefa, rimwe, suo raBhenjamini, rimwe, uye suo raDhani, rimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kwouya kumabvazuva kuchange kuchiita makiromita maviri ana mamita mazana maviri namakumi mashanu, ngakuve nemisuo mikuru mitatu inoti Suo Guru rokwaJosefi neSuo Guru rokwaBhenjamini neSuo Guru rokwaDhani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Kurutivi rwokumabvazuva, kuna makubhiti zviuru zvina zvina mazana mashanu pakureba, masuo matatu achamira sezvizvi: suo raJosefa, suo raBhenjamini nesuo raDhani. Viz kapitola |