Ezekieri 48:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Dzinza rokwaGadhi rinowanawo mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaZebhuroni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Pamuganho waZeburuni, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waGadi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Pamuganho waZebhuruni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waGadhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dzinza rokwaGadhi rinowanawo mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaZebhuroni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Gadhi achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaZebhuruni kubva kumabvazuva kusvika kumavirira. Viz kapitola |