Ezekieri 48:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Sezvakangoita mamwe madzinza ose, kubva kumabvazuva kusvika kumadokero, dzinza rokwaBhenjamini rinowana mugove mumwechete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kana ari marudzi mamŋe akasara: Kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waBenjamini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Kana ari marudzi mamwe akasara: Kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Sezvakangoita mamwe madzinza ose, kubva kumabvazuva kusvika kumadokero, dzinza rokwaBhenjamini rinowana mugove mumwechete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Kana ari mamwe marudzi asara: “Bhenjamini achava nomugove mumwe chete: Uchabva kurutivi rwokumabvazuva uchindosvika kurutivi rwokumavirira. Viz kapitola |