Ezekieri 48:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Dzinza rokwaAsheri, mugove mumwechete, unobvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira wakabatana nenyika yokwaDhani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Pamuganho waDani, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waAsheri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Pamuganho waDhani, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waAsheri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Dzinza rokwaAsheri, mugove mumwechete, unobvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira wakabatana nenyika yokwaDhani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asheri achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaDhani kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira. Viz kapitola |