Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 48:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Guta iroro richava namafuro akadai izvi, kuchamhembe kuchaita zana ramamita rina mamita makumi maviri namashanu uye kumaodzanyemba kuchiitawo zana ramamita rina mamitawo makumi maviri namashanu uyewo kumabvazuva kuriwo zana ramamita rina makumi maviri amamita ana mamita mashanuwo kwozoti kumadokero kuchiitawo zana ramamita rine mamitawo makumi maviri ane mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Guta rinofanira kuʋa noruwa ʋo: Kurutiʋi rwokumsoro tsaŋga dzinamazana maʋiri namakumi mashanu, nokurutiʋi rwezasi mazana maʋiri namakumi mashanu, nokurutiʋi rwamabvazuʋa mazana maʋiri namakumi mashanu, nokurutiʋi rwamaʋirazuʋa mazana maʋiri namakumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Guta rinofanira kuva norupawo: Kurutivi rwokumusoro tsanga dzina mazana maviri namakumi mashanu, nokurutivi rwezasi mazana maviri namakumi mashanu, nokurutivi rwamabvazuva mazana maviri namakumi mashanu, nokurutivi rwamavirazuva mazana maviri namakumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Guta iroro richava namafuro akadai izvi, kuchamhembe kuchaita zana ramamita rina mamita makumi maviri namashanu uye kumaodzanyemba kuchiitawo zana ramamita rina mamitawo makumi maviri namashanu uyewo kumabvazuva kuriwo zana ramamita rina makumi maviri amamita ana mamita mashanuwo kwozoti kumadokero kuchiitawo zana ramamita rine mamitawo makumi maviri ane mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Nzvimbo yamafuro yeguta ichange ina makubhiti mazana maviri namakumi mashanu kurutivi rwokumusoro, mazana maviri namakumi mashanu kurutivi rwezasi, mazana maviri namakumi mashanu kurutivi rwokumabvazuva, namazana maviri namakumi mashanu kurutivi rwokumavirira.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 48:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy