Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 47:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Akazoerazve mamwe mazana mashanu amamita, rwakanga rwatova rukova rwandakanga ndisisakwanise kuyambuka nokuti mvura yakanga yakwira. Yakanga yawanda zvokuti munhu aitogona kushambira mairi rwava rukova rusisayambukiki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Shure kwaiɀoɀo akayera makubiti anecuru cimŋe; ɀino rwakaŋga rwaʋa rwizi, rwandakakoniwa kuyambuka; nokuti mvura yakaŋga yakwirira, yaʋa mvura muŋgashambira munhu, ruri rwizi rusiŋgabviri kuyambukwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Shure kwaizvozvo akayera mamita ane chiuru chimwe; zvino rwakanga rwava rwizi, rwandakakoniwa kuyambuka; nokuti mvura yakanga yakwirira, yava mvura mungashambira munhu, ruri rwizi rusingabviri kuyambukwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akazoerazve mamwe mazana mashanu amamita, rwakanga rwatova rukova rwandakanga ndisisakwanise kuyambuka nokuti mvura yakanga yakwira. Yakanga yawanda zvokuti munhu aitogona kushambira mairi rwava rukova rusisayambukiki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Akayerazve chimwe chiuru chimwe chete, asi iye zvino rwakanga rwava rwizi rwandakanga ndisingagoni kuyambuka, nokuti mvura yakanga yawanda uye yakanga yadzika zvokuti munhu angashambira mairi, rwizi rwakanga rusina munhu angaruyambuka.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 47:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy