Ezekieri 47:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 “Kudivi rokumadokero, Gungwa Guru ndiro richava muganhu wacho kusvikira pamwe pakatarisana nokunge tava kusvika kuHamati. Ndiro richava divi rokumadokero. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kurutiʋi rwamaʋirazuʋa muganho unofanira kuʋa guŋgwa guru, kubva kurutiʋi rwezasi kuȿikira pakatarisana paʋanopinda kana ʋacienda Hamati. Ndirwo rutiʋi rwamaʋirazuʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Kurutivi rwamavirazuva muganho unofanira kuva gungwa guru, kubva kurutivi rwezasi kusvikira pakatarisana navanopinda kana vachienda Hamati. Ndirwo rutivi rwamavirazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Kudivi rokumadokero, Gungwa Guru ndiro richava muganhu wacho kusvikira pamwe pakatarisana nokunge tava kusvika kuHamati. Ndiro richava divi rokumadokero. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Kurutivi rwokumavirira, Gungwa Guru richava muganhu kusvikira pakatarisana neRebho Hamati. Uyu ndiwo uchava muganhu wokumavirira. Viz kapitola |