Ezekieri 47:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 “Kudivi rokumaodzanyemba, uchabvira kuTamari kudzamara kumvura yokuMeribhakadheshi wotevedza kaKova keIjipiti kusvikira kuGungwa Guru. Iwoyu ndomuganhu wacho wokumaodzanyemba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Rutiʋi rwezasi ɀicienda zasi, muganho ucabva paTamari kuȿikira kumvura yeMeriboti‐kadeshi, kuȿikira kurukoʋa rweEgipita, kuȿikira kuguŋgwa guru. Ndirwo rutiʋi rwezasi, ɀicienda zasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Rutivi rwezasi zvichienda zasi, muganho uchabva paTamari kusvikira kumvura yeMeribhatikadheshi, kusvikira kurukova rweIjipiti, kusvikira kugungwa guru. Ndirwo rutivi rwezasi, zvichienda zasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Kudivi rokumaodzanyemba, uchabvira kuTamari kudzamara kumvura yokuMeribhakadheshi wotevedza kaKova keIjipiti kusvikira kuGungwa Guru. Iwoyu ndomuganhu wacho wokumaodzanyemba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kurutivi rwezasi, uchabvira paTamari uchindosvika kumvura yeMeribha Kadheshi, ipapo wogotevedza Rukova rweIjipiti kusvikira kuGungwa Guru. Uyu ndiwo uchava muganhu wezasi. Viz kapitola |