Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 46:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 PaZuva Guru roKugara kwoMwedzi anosungirwa kupira handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi nehwayana nhanhatu nehondohwe dzisina chinoshoreka padziri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nezuʋa rokugara kwomŋedzi ɀinofanira kuita nzombe ɗuku isinemhoȿa, namakwaiana matanhatu, negondobge; ɀinofanira kuʋa ɀisinemhoȿa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nezuva rokugara kwomwedzi zvinofanira kuita nzombe duku isina mhosva, namakwayana matanhatu, nehondohwe; zvinofanira kuva zvisina mhosva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 PaZuva Guru roKugara kwoMwedzi anosungirwa kupira handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi nehwayana nhanhatu nehondohwe dzisina chinoshoreka padziri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Pazuva roKugara kwoMwedzi anofanira kupa hando duku, makwayana matanhatu negondobwe, zvose zvisina kuremara.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 46:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy