Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 46:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Ishe anosungirwa kupinda nokukamba kapaSuo Guru ari nechokunze omira panzvimbo pake amire nebango repaSuo Guru iroro. Vapristi vanosungirwa kupira mupiro wake wokupisa nomupiro wake wokuwadzana agopfugama ari kumusuo kweSuo Guru iroro. Anofanira kuzobuda asi Suo Guru racho harifaniri kuzarirwa kusvikira mumanheru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Mucinda unofanira kupinda napanzira yeɓiraʋira resuʋo rokunze, ndokumira pambiru yesuʋo; ɀino ʋaprista ʋanofanira kumugadzirira cipiriso cake cinopiswa neɀipiriso ɀake ɀokuyananisa, iye agonamata pacikumbaridzo cesuʋo; ipapo unofanira kuɓuɗa; asi suʋo harifaniri kupfigwa kuȿikira maɗekwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Muchinda anofanira kupinda napanzira yebiravira resuo rokunze, ndokumira pambiru yesuo; zvino vapristi vanofanira kumugadzirira chipiriso chake chinopiswa nezvipiriso zvake zvokuyananisa, iye agonamata pachikumbaridzo chesuo; ipapo anofanira kubuda; asi suo harifaniri kupfigwa kusvikira madekwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Ishe anosungirwa kupinda nokukamba kapaSuo Guru ari nechokunze omira panzvimbo pake amire nebango repaSuo Guru iroro. Vapristi vanosungirwa kupira mupiro wake wokupisa nomupiro wake wokuwadzana agopfugama ari kumusuo kweSuo Guru iroro. Anofanira kuzobuda asi Suo Guru racho harifaniri kuzarirwa kusvikira mumanheru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Muchinda anobva kunze anofanira kupinda napabiravira rapasuo agomira pambiru dzapasuo. Vaprista vanofanira kubayira chipiriso chake chinopiswa nechipiriso chake chokuwadzana. Anofanira kunamata ari pachikumbaridzo chepasuo ipapo agobuda kunze, asi harifaniri kuzopfigwa kusvikira madekwana.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 46:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy