Ezekieri 46:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Akazondiunza napamusuo waiva padivi peSuo Guru kumutsara wokuchamhembe wedzimba dzinoera dzavapristi. Ipapo ndakaona imwe nzvimbo kumucheto kwadzo kwokupedzisira chaiko kumadokero. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino wakapinda neni napamukoʋa, wakaŋga uri parutiʋi rwesuʋo, mumakamuri matȿene aʋaprista, akatarira kurutiʋi rwokumsoro; ɀino tarira, kwakaŋga kunenɀimbo necemberi kurutiʋi rwamaʋirazuʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino akapinda neni napamukova, akanga ari parutivi rwesuo, mumakamuri matsvene avapristi, akatarira kurutivi rwokumusoro; zvino tarira, kwakanga kune nzvimbo nechemberi kurutivi rwamavirazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Akazondiunza napamusuo waiva padivi peSuo Guru kumutsara wokuchamhembe wedzimba dzinoera dzavapristi. Ipapo ndakaona imwe nzvimbo kumucheto kwadzo kwokupedzisira chaiko kumadokero. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo murume uyu akandipinza napamukova uri parutivi pesuo rinoenda kumakamuri matsvene akatarisa kumusoro, akanga ari avaprista akandiratidza nzvimbo yakanga iri nechokumagumo kworutivi rwokumavirira. Viz kapitola |