Ezekieri 46:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Nokudaro hwayana iyoyo nomupiro woupfu hwembesanwa namafuta eorivhi zvinofanira kuitwa kuti zvivepo mangwanani oga oga kuitira kuti mupiro wokupisa urambe uchiitwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Saiɀoɀo ʋanofanira kugadzira gwaiana, necipiriso coʋupfu, namafuta, maŋgwanani ose, ciʋe cipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Saizvozvo vanofanira kugadzira gwayana, nechipiriso choupfu, namafuta, mangwanani ose, chive chipiriso chinopiswa nguva dzose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Nokudaro hwayana iyoyo nomupiro woupfu hwembesanwa namafuta eorivhi zvinofanira kuitwa kuti zvivepo mangwanani oga oga kuitira kuti mupiro wokupisa urambe uchiitwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Saka gwayana nechipiriso chezviyo namafuta zvichafanira kuuyiwa nazvo mangwanani oga oga kuti zvive chipiriso chinopiswa nguva dzose. Viz kapitola |