Ezekieri 46:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvanzi naTenzi Mwari, “Suo Guru romunhandare yomukati rakatarisa kumabvazuva rinofanira kupfigwa pamazuva matanhatu ebasa. Asi pazuva reSabata racho rinofanira kuzarurwa uye napaZuva Guru roKugara kwoMwedzi rinofanira kuzarurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀanzi naShe Jehova: Suʋo roruʋazhe rwomukati rakatarira kumabvazuʋa rinofanira kugara rakapfigwa mazuʋa matanhatu anoɓatwa nawo; asi nezuʋa resaɓata rinofanira kuzarurwa, ʋuye nezuʋa rokugara kwomŋedzi rinofanira kuzarurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvanzi naIshe Jehovha, “Suo roruvanze rwomukati rakatarira kumabvazuva rinofanira kugara rakapfigwa mazuva matanhatu anobatwa nawo; asi nezuva reSabata rinofanira kuzarurwa, uye nezuva rokugara kwomwedzi rinofanira kuzarurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvanzi naTenzi Mwari, “Suo Guru romunhandare yomukati rakatarisa kumabvazuva rinofanira kupfigwa pamazuva matanhatu ebasa. Asi pazuva reSabata racho rinofanira kuzarurwa uye napaZuva Guru roKugara kwoMwedzi rinofanira kuzarurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Suo roruvazhe rwomukati rakatarisa kumabvazuva rinofanira kugara rakapfigwa mazuva matanhatu anobatwa nawo basa, asi pazuva reSabata uye pazuva roKugara kwoMwedzi rinofanira kuzarurwa. Viz kapitola |