Ezekieri 45:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvanzi naTenzi Mwari, “Zvakwana, imi madzishe eIsiraeri. Kandai pasi utsinye noudzvinyiriri mutonge vanhu noruenzaniso nourarami. Zvokudzinga vanhu vangu izvi ngazvipere, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀanzi naShe Jehova: Ciriŋganiswai naɀo, imi macinda aIsraeri; bvisai kuita nesimba nokupamba, toŋgai ɀakarurama neɀakatendeka; bvisai kumanikidza kwenyu pakati paʋanhu ʋaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvanzi naIshe Jehovha, “Chiringaniswai nazvo, imi machinda aIsiraeri; bvisai kuita nesimba nokupamba, tongai zvakarurama nezvakatendeka; bvisai kumanikidza kwenyu pakati pavanhu vangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvanzi naTenzi Mwari, “Zvakwana, imi madzishe eIsiraeri. Kandai pasi utsinye noudzvinyiriri mutonge vanhu noruenzaniso nourarami. Zvokudzinga vanhu vangu izvi ngazvipere, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Makabvira kure kwazvo, imi imba yaIsraeri! Siyai kuita nechisimba kwenyu nokumanikidza kwenyu mugoita zvakanaka nezvakarurama. Regai kutorera vanhu vangu zvinhu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitola |